Endesai kuzvinyorwa zvikuru

Mashoko ekunze anobudiswa

Kubvumbi 23, 2024Kambani

Deriv inokwidziridza Rakshit Choudhary kubva paCOO kuenda paco-CEO

Deriv yazivisa kukwidziridzwa kwaRakshit Choudhary kubva paChief Operating Officer (COO) kuenda paco-Chief Executive Officer (co-CEO).

Ndira 26, 2024Mibairo

Deriv inowana chitupa chekukudzwa chePlatinum kubva kuInvestors In People

Pemberera naDeriv pakuwana chitupa chePlatinum kubva kuInvestors In People, zvichiratidza kuzvipira kwayo pakuita zvakanaka kwevashandi.

Zvita 18, 2023Kambani

Chitsidzo chezvakatipoteredza chaDeriv, broker yepa intaneti yakahwina mibairo: Kudyara miti mitsva 2,000 kuti Cyprus ive yakasvibira

Musi wa19 Mbudzi, Deriv yakatungamira pakupa nekubatsira pakudyarwa kwemiti mitsva inodarika 2,000 muchikamu chePalodia, Limassol, kuburikidza nechirongwa che'You Reforest Cyprus', chinotsigirwa neGreen Shield.

Gumiguru 12, 2023Kambani

Deriv inotanga rwendo rweCSR rune chinangwa

Ona kuti Deriv inotungamira sei shanduko uye inovaka remangwana rakanaka nekusiyana kunobatsira kuburikidza nemhedzisiro dzayo dzeCSR dzine chinangwa.

Gunyana 26, 2023Mibairo

Deriv inopemberera rimwe gore sebasa rakanaka pakushanda (Great Place to Work)

Deriv inopemberera rimwe gore rakasarudzika sezvo hofisi dzayo dzakasimbiswa seGreat Place to Work. Verenga zvakawanda mu press release yedu.

Gunyana 13, 2023Kambani

Deriv Group izotanga Deriv Prime paiFX EXPO Cyprus 2023

Deriv Group inozivisa kuvambwa kweDeriv Prime - Liquidity yepasi rose kune vese. Verenga zvakawanda pamusoro pechirongwa chitsva chinofadza ichi pablog yedu.

Gunyana 5, 2023Mibairo

Deriv yakavhotwa kuti ‘Broker Of The Year’ neFinanceFeeds Awards

Kambani yepasirese yekutengesa mhando dzakawanda dzezvinhu zvekutengesa, Deriv, yakahwina zita rokuti “Broker of the Year” pamhemberero dzeFinanceFeeds Awards, dzinozivisa nekusimudzira mabrand anoita zvakanakisa muchikamu chekutengesa pa-intaneti.

Chikumi 22, 2023Kambani

Chirongwa chengoni cheDeriv: Kuendesa shanduko munharaunda kuburikidza nekutsigira 4L Trophy

Chirongwa chengoni cheDeriv: kuedza kwekubatsira vanhu pakuendesa shanduko munharaunda kuburikidza nekutsigira 4L Trophy. Wana zvimwe mublog yedu.

Chivabvu 4, 2023Kambani

Deriv inowedzera kusvika kwayo pasirese nehofisi nyowani dzinomwe (7)

Deriv yakawedzera hofisi dzayo munzvimbo dzakasiyana dzinomwe (7) pasirese. Wana zvakawanda nezvenzvimbo nyowani dzinofadza dzehofisi mublog yedu.

WhatsApp