Deriv Trader
Tengeseranai Options mumisika yemari uye Derived Indices dzinoshanda 24/7. Tangai neUSD 1 chete, uye musarudze pakati pemarudzi akasiyana emicontract uye nguva dzinokodzera purani yenyu yekutengeserana.

Nei muchitengeserana neDeriv Trader
Tengeseranai chamunoda, panguva yamunoda
Forex, Commodities, mari yeCrypto, zviyero zvemasheya, uye Derived Indices — kunyangwe musika wepasi rose kana masika akaderiwa ndizvo zvinokufadzai, muchazviwana pano.
Itai kutengeserana mumatanho mana
Nhanho 1
Sarudzai mhando yekutengeserana
Nhanho 2
Sarudzai chinhu chekutengeserana
Nhanho 3
Tarisai chati
Nhanho 4
Itai kutengeserana
Mibvunzo Inowanzobvunzwa yeDeriv Trader
Kwete. Deriv Trader inowanikwa kuburikidza nemawebhu bhurawuza pamakombiyuta nepamafoni, zvichiita kuti muwane mukana wakanaka pamidziyo yakasiyana.
Munogona kutengeserana neSynthetic Indices neMari yeCrypto nguva dzose, kunyange pamasvondo.
Deriv Trader inopa maodha eStop Loss neTake Profit kuti abate njodzi yenyu zvakazvimirira. Muchakwanisawo kuona mari yamunogona kuwana nenjodzi zviri pachena musati maita kutengeserana.
Nguva dzekutengeserana dzinogona kusiyana kubva pasekonzi 1 kusvika pamazuva 365, zvichikupai kusununguka kushandisa purani yekutengeserana yamunoda.
Munogona kutanga kutengeserana paDeriv Trader nemari inotanga paUSD 1, zvichiita kuti zvikwanisike kune vatengeserani vatsva pamwe nevane ruzivo.





