Endesai kuzvinyorwa zvikuru

Ndeapi mutsauko mukuru uripo pakati pemapuratifomu enyu emadhijitari options nemaCFD?

Kana usati watsvaira akaunzi yako, unogona kusarudza ruzivo rwomunhu rungadi mu-profile yako, pasi pechikamu che“About you”:

Deriv MT5 inopa kutengeserana kwemaCFD pazvinhu zvakafanana nezvo, apo munokwanisa kuvhura mamiriro ekutengeserana neLeverage uye mukana wenyu wekuwana mari unozivikanwa chete kana mapedza mamiriro ekutengeserana enyu. Izvi zvine njodzi zvakanyanya kudarika kutengeserana kwemadhijitari options nekuti nepo mungawana zvakawanda kana musika ukafamba zvinokufarirai, mungarasikirwawo zvakawanda kana zvikasadaro.

Uchiri kuda alubatsiro here?

WhatsApp