Endesai kuzvinyorwa zvikuru

Vanilla Options

Vanilla Options dzinokubvumirai kutora matanho pamiyero yemitengo inozouya. Sarudzai mutengo wenyu, saravo nguva yacho, uye muone mugumisiro.

Nei muchifanira kutengeserana Vanilla Options paDeriv

Sarudzai mapoka enyu ekurovera (strike levels)

Tengeserai pamapoinzi emitengo anoenderana nekuongorora kwenyu kwemusika — pamutengo uripo, pamusoro, kana pasi pawo.

Njodzi yakadzorwa

Saravo mari yenyu yekutengeserana (stake) uye muone mugumisiro wamunogona kuwana musati matanga.

Kushanda mumamiriro akasiyana emusika

Tengeserai mumamiriro akasiyana emusika kuti aenderane nehurongwa hwenyu.

Vanilla Options dzinoshanda sei

Sarudzai mutengo wekurovera (strike price) uye sarudzai danho renyu. Vhurai danho reCall kana muchifembera kuti mutengo uchakwira pamusoro pemutengo wekurovera, kana danho rePut kana muchifunga kuti uchadonha pasi pawo. Nenguva dzakatarwa dzekupera, izvi zvinobatsira mukutengeserana kwakanangana pamiyero yemitengo.

Mibvunzo yenyu yapindurwa

Nguva yekupera (expiry term) inosarudza nguva yekutengeserana, ichikanganisa kuti munguva yakareba sei muchange muchimirira kufamba kwemusika.
Kwete, kutengeserana kweVanilla Options kunovharwa pakarepo kana zvasarudzwa, saka ivai nechivimbo nemitemo yenyu musati matanga.
Sarudzai nguva pfupi yekupera kana kukwira nekudonha kuchiitika nekukasika, kana nguva yakareba kana muchifembera kuchinja kweumsika zvishoma nezvishoma.
Hongu, Vanilla Options dzinoenderana nemarongero akasiyana ekutengeserana. Nenguva dzekupera dzinosanduka-sanduka, dzinoshanda zvakanaka mahurongwa machidiki uye marefu, zvichikubvumirai kuchinjana nemusika.

Mungadawo

Digital Options

Fembererai mugumisiro uye muwane mari yamunowana (payout) yakatarwa kana mufembero wenyu wave wechokwadi.

Dzidzai zvakawanda

Accumulators

Wedzerai mukana wekuwana purofiti nekukwirisa (compounding growth) kusvika ku5% patick.

Dzidzai zvakawanda

Turbos

Wanai mari yamunowana (payout) kana mufembero wenyu wakanaka uye mutengo wachiramba uri mukati memuganhu wakatarwa.

Dzidzai zvakawanda

Ma Multipliers

Wedzerai mukana wenyu wepurofiti kusvika ku2 000x kana musika ukafamba zvinokunakirai.

Dzidzai zvakawanda

Joinai vatengeserani vanopfuura 3M
vepanyika yose

Vhurai akaundi mumaminitsi mashoma uye mutange kutengeserana mumisika yenyika — forex, masheya, zviyero, uye zvimwe.

WhatsApp